Ama2k 4ED President of Zimbabwe

Ama2k 4ED President of Zimbabwe VANA WEVHU VANA WEMUSANGANO ✊ AMA2K 4ED βœŠπŸ‡ΏπŸ‡Ό President Emmerson Dambudzo Mnangagwa ✊ President of Zimbabwe πŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡Ό VISION 2030. AMENDMENT BILL NO 3 βœŠπŸ‡ΏπŸ‡Ό

04/06/2026

Why is Sir Wicknell called Mukuru wemazuva Sir Wicknell....

04/06/2026

Why is Sir Wicknell called Mukuru wemazuwa πŸ€”
πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”πŸ€”
Ndaona vanhu wakawanda wachibvunza kuti why uchiposter Sir Wicknell uchiti MUKURU WEMAZUVA even sir Wicknell wacho sei wachizviti MUKURU WEMAZUVA?
So here is the thing,Sir wanonzi Mukuru wemazuva not nekuda kwekuti mukuru kune Mazuva or kuti tirikuzama kuti Mwari weMazuva no🚫 he is called Mukuru wemazuva because Mazuva atiri right now mazuva akaporofitwa naBaba JOHANE kuti Munhu mutema achasimudzirwa pamararamiro Ake muhupenyu hwaje and now zvakuzadziswa Through Mutumwa waMwari Madzibaba CHIVAYO (SIR WICKNELL) and that's why now Sir Wicknell wakunzi Mukuru wemazuva because tiri mumaZuva awo akaporofitwa naBaba JOHANE kuti achakwana even Sir Wicknell wanogara wachitaura kuti zvakaporofitwa, zvichirewa kuti ingua yainge yakato gara ichiziwikanzwa kuti ichakwana mostly with the Masowe people.So ini handina chakaipa chandoona about kudedzwa kwaSir Wicknell kuti Mukuru wemazuva because Mazuva acho arikutaurwa maZuva akagara akaporofitwa kudhara and hawasi kunzi MUKURU WEMAZUVA OSE no.Warikunzi mukuru wemazuva kurewa Mazuva awo akaporofitwa kudharaπŸ™πŸ™πŸ™πŸ™
πŸ™πŸ™πŸ™πŸ™πŸ™
To Madzibaba CHIVAYO ndinongoti rambai muchikomborerwa nekuda kwemoyo murefu hwamuinahwo moyo unobetsera uye Mwari wawedzere pese pamunokamura πŸ™πŸ™πŸ’― Sir Wicknell stay blessed πŸ™πŸ™πŸ™



Cleopas H Mukungunugwa πŸ™πŸ™πŸ™πŸ™πŸ™
Cleopas H Mukungunugwa Zimmillionaires

Happy birthday Mr CHIVAYO πŸ‘πŸ°πŸŽ‚ Enjoy your special day πŸŽˆπŸŽ‰ ON ON MY GEE πŸ’ͺπŸ’ͺπŸ’ͺ Ferg Aveli
30/05/2026

Happy birthday Mr CHIVAYO πŸ‘πŸ°πŸŽ‚ Enjoy your special day πŸŽˆπŸŽ‰ ON ON MY GEE πŸ’ͺπŸ’ͺπŸ’ͺ Ferg Aveli

Welcome maGafa βœŠβœŠβœŠπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡Ό Pamberi na President Ed pamberi nechiVanhu chedu 2030 ED PFEEEEE maGafa nemaZANU same thing 🀝Toge...
29/05/2026

Welcome maGafa βœŠβœŠβœŠπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡Ό Pamberi na President Ed pamberi nechiVanhu chedu 2030 ED PFEEEEE
maGafa nemaZANU same thing 🀝
Together is 1
pamberi neCAB 3
Pamberi nebudiriro pamberi nekubatana Pamberi neAMA2K 4ED pamberi neZANU PF ✊ ✊ ✊ πŸ‡ΏπŸ‡Ό ✊ πŸ‡ΏπŸ‡Ό
βœŠβœŠβœŠβœŠβœŠπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡Ό

NEMA ZANU is the same thing 🀝 TOGETHER IS 1☝️

President ED Mutumwa waMwariπŸ™πŸ™πŸ™Congratulations to Bishop Nyasha Manhango of Apostolic church πŸ™ enjoy your new ride a bra...
28/05/2026

President ED Mutumwa waMwariπŸ™πŸ™πŸ™
Congratulations to Bishop Nyasha Manhango of Apostolic church πŸ™ enjoy your new ride a brand new Toyota land cruiser Prado handed over by the President his excellency Dr EMMASON DAMBUDZO MUNANGAGWA βœŠβœŠβœŠβœŠπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡Ό God's power πŸ™πŸ™πŸ™πŸ™πŸ™πŸ™πŸ™

2030 pfeeeeee πŸ™πŸ™πŸ™πŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡Ό Emmerson Dambudzo Mnangagwa ✊✊✊✊✊

Warmest birthday wishes to the most gracious lady in the countryπŸ‡ΏπŸ‡Ό MADZIMAI Lulu CHIVAYO wish many more years to come 🫴 ...
27/05/2026

Warmest birthday wishes to the most gracious lady in the countryπŸ‡ΏπŸ‡Ό MADZIMAI Lulu CHIVAYO wish many more years to come 🫴 enjoy your special day πŸŽˆπŸ§€πŸŽ‚πŸŽ‚πŸŽ‚
Sir Wicknell
Enjoy πŸ˜ŠπŸ˜ŠπŸ˜ŠπŸŽ‚πŸŽ‚πŸŽ‚πŸŽ‚πŸ§€πŸ§€πŸ§€πŸ§€πŸ§€

Go and see VictoriπŸ₯³πŸ₯³    Pamberi na President Emmerson Dambudzo Mnangagwa 2030 Pfeeee Pamberi nebudiriro Pamberi nekuwaka...
26/05/2026

Go and see VictoriπŸ₯³πŸ₯³

Pamberi na President Emmerson Dambudzo Mnangagwa
2030 Pfeeee
Pamberi nebudiriro
Pamberi nekuwaka Nyika
Pamberi neZANU PF
Pamberi neAMA2K 4ED
Pamberi nekubatana
Pamberi neVISION 2030 βœŠβœŠβœŠβœŠβœŠπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡ΌπŸ‡ΏπŸ‡Ό
πŸ‘ŠπŸ€œ πŸ€›πŸ‘

26/05/2026

Ndezvedenga zvine Zodzo ndezvemweya mutswene zvakanamatirwa πŸ™πŸ‘ Sir Wicknell

Uku vanhu wainge wakachena zvekuti waigona kuswera uchinwa nvura because zvainwisa nvura πŸ‘πŸ˜       Dr Kudakwashe Tagwirei...
26/05/2026

Uku vanhu wainge wakachena zvekuti waigona kuswera uchinwa nvura because zvainwisa nvura πŸ‘πŸ˜
Dr Kudakwashe Tagwirei πŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘πŸ‘

With my Father Dr Kudakwashe Tagwirei πŸ’― kana Uri wemusangano weZANU PF Uri mudiki kwandiri uri munin'ina kanauri Mukuru ...
25/05/2026

With my Father Dr Kudakwashe Tagwirei πŸ’― kana Uri wemusangano weZANU PF Uri mudiki kwandiri uri munin'ina kanauri Mukuru mbijana Uri mukoma kana Uri Mukuru nemakore uriBaba wangu and awa ndibaba Dr Kudakwashe Tagwirei πŸ™πŸ™πŸ™πŸ‘πŸ‘πŸ‘ too much love and respect myPapa πŸ™πŸ™πŸ™πŸ‘πŸ‘πŸ‘

AMA2K 4ED and DR KUDAKWASHE TAGWIREI MUCH LOVE AND RESPECT πŸ‘πŸ‘πŸ™πŸ™πŸ™πŸ™

Address

Harare

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Ama2k 4ED President of Zimbabwe posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share